2 Madzimambo 18:25 BDMCS

25 Pamusoro pezvo, handina kuuya kuzorwa nokuparadza nzvimbo ino ndisina shoko rinobva kuna Jehovha here? Jehovha pachake akandiudza kuti ndiuye kuzorwisa nyika uye ndiiparadze.”

Verenga chitsauko zvakakwana 2 Madzimambo 18

Maonero 2 Madzimambo 18:25 akapoteredza