2 Madzimambo 2:16 BDMCS

16 Vakati, “Tarirai, isu varanda venyu tine varume vesimba makumi mashanu. Ngavaende vandotsvaka tenzi wenyu. Zvimwe Mweya waJehovha wamusimudza ukandomugarisa pamusoro perimwe gomo kana mune mumwe mupata.” Erisha akavapindura akati, “Kwete, musavatuma.”

Verenga chitsauko zvakakwana 2 Madzimambo 2

Maonero 2 Madzimambo 2:16 akapoteredza