2 Madzimambo 2:17 BDMCS

17 Asi vakaramba vachimugombedzera kusvikira anyara kwazvo kuti avarambidze. Saka akati, “Vatumei henyu.” Saka vakatuma varume makumi mashanu vakandomutsvaka kwamazuva matatu asi havana kumuwana.

Verenga chitsauko zvakakwana 2 Madzimambo 2

Maonero 2 Madzimambo 2:17 akapoteredza