2 Madzimambo 24:8 BDMCS

8 Jehoyakini akanga ava namakore gumi namasere paakava mambo, uye akatonga kwemwedzi mitatu muJerusarema. Zita ramai vake rainzi Nehushita mwanasikana waErinatani; vaibva muJerusarema.

Verenga chitsauko zvakakwana 2 Madzimambo 24

Maonero 2 Madzimambo 24:8 akapoteredza