2 Madzimambo 25:22 BDMCS

22 Nebhukadhinezari mambo weBhabhironi akagadza Gedharia mwanakomana waAhikami, mwanakomana waShafani, kuti atonge vanhu vaakanga asiya muJudha.

Verenga chitsauko zvakakwana 2 Madzimambo 25

Maonero 2 Madzimambo 25:22 akapoteredza