2 Madzimambo 25:23 BDMCS

23 Vakuru vose vehondo navanhu vavo pavakanzwa kuti mambo weBhabhironi akanga agadza Gedharia kuti ave mutongi, vakauya kuna Gedharia paMizipa, Ishumaeri mwanakomana waNetania, naJohanani mwanakomana waKarea, naSeraya mwanakomana waTanhumeti muNetofati, naJaazania mwanakomana womuMaakati, navanhu vavo.

Verenga chitsauko zvakakwana 2 Madzimambo 25

Maonero 2 Madzimambo 25:23 akapoteredza