2 Madzimambo 4:40 BDMCS

40 Zvokudya zvakapakurirwa vanhu, asi pavakatanga kudya vakadanidzira vakati, “Nhai munhu waMwari, mune rufu muhari!” Uye vakatadza kuzvidya.

Verenga chitsauko zvakakwana 2 Madzimambo 4

Maonero 2 Madzimambo 4:40 akapoteredza