2 Madzimambo 4:41 BDMCS

41 Erisha akati, “Uyai noupfu.” Akahuisa muhari akati, “Ipai vanhu vadye.” Ipapo hapana kuzova nechinokuvadza muhari.

Verenga chitsauko zvakakwana 2 Madzimambo 4

Maonero 2 Madzimambo 4:41 akapoteredza