2 Madzimambo 5:10 BDMCS

10 Erisha akatuma nhume yake kwaari achiti, “Enda unoshamba kanomwe muJorodhani, ipapo nyama yako ichadzoredzerwa pakare uye uchava wakanatswa.”

Verenga chitsauko zvakakwana 2 Madzimambo 5

Maonero 2 Madzimambo 5:10 akapoteredza