2 Madzimambo 5:11 BDMCS

11 Asi Naamani akabvapo atsamwa akati, “Ndanga ndichifunga kuti zvirokwazvo achauya kwandiri agomira achidana kuzita raJehovha Mwari wake, agoninira ruoko rwake panzvimbo yacho agondiporesa maperembudzi.

Verenga chitsauko zvakakwana 2 Madzimambo 5

Maonero 2 Madzimambo 5:11 akapoteredza