2 Madzimambo 5:12 BDMCS

12 Ko, Abhana neFaripari, idzo nzizi dzeDhamasiko, hadzisi nani kupinda mvura yose yeIsraeri here? Handaigona kushamba madziri ndikanatswa here?” Naizvozvo akabvapo akaenda akatsamwa kwazvo.

Verenga chitsauko zvakakwana 2 Madzimambo 5

Maonero 2 Madzimambo 5:12 akapoteredza