2 Madzimambo 5:13 BDMCS

13 Varanda vaNaamani vakaenda kwaari vakati, “Nhai baba, dai muprofita anga akuudzai kuti muite chinhu chikuru, hamaizochiita here? Zvino zvaati kwamuri, ‘Shambai mugonatswa!’ ”

Verenga chitsauko zvakakwana 2 Madzimambo 5

Maonero 2 Madzimambo 5:13 akapoteredza