2 Madzimambo 6:10 BDMCS

10 Naizvozvo mambo weIsraeri akatumira vanhu kunzvimbo iyoyo yaakanga aratidzwa nomunhu waMwari, kuti vandoiongorora. Nguva nenguva Erisha aiyambira mambo, kuti achenjerere nzvimbo dzakadaro.

Verenga chitsauko zvakakwana 2 Madzimambo 6

Maonero 2 Madzimambo 6:10 akapoteredza