9 Munhu waMwari akatumira shoko kuna mambo weIsraeri achiti, “Chenjerai kuti murege kupfuura napanzvimbo iyo nokuti vaAramu vari kuburukirako.”
Verenga chitsauko zvakakwana 2 Madzimambo 6
Maonero 2 Madzimambo 6:9 akapoteredza