2 Makoronike 1:11 BDMCS

11 Mwari akati kuna Soromoni, “Sezvo uku kuri kudokwairira kwomwoyo wako uye hauna kukumbira upfumi, kana zvakawanda kana kukudzwa, kana kufa kwavavengi vako, uye nokuti hauna kukumbira upenyu hurefu asi uchenjeri noruzivo kuti utonge vanhu vangu avo vandakuita mambo pamusoro pavo,

Verenga chitsauko zvakakwana 2 Makoronike 1

Maonero 2 Makoronike 1:11 akapoteredza