2 Makoronike 1:12 BDMCS

12 naizvozvo uchapiwa uchenjeri noruzivo. Uye ini ndichakupawo upfumi, zvakawanda nokukudzwa zvisati zvambowanikwa namadzimambo ose akakutangira zvakare hakunazve mambo achauya shure kwako achava nazvo.”

Verenga chitsauko zvakakwana 2 Makoronike 1

Maonero 2 Makoronike 1:12 akapoteredza