2 Makoronike 11:23 BDMCS

23 Akaita zvakachenjera akaparadzira vamwe vavanakomana vake mumatunhu ose eJudha neBhenjamini nokumaguta ose enhare. Akavapa zvinhu zvizhinji akavawanira vakadzi vakawanda.

Verenga chitsauko zvakakwana 2 Makoronike 11

Maonero 2 Makoronike 11:23 akapoteredza