2 Makoronike 12:1 BDMCS

1 Mushure mokunge chinzvimbo chaRehobhoamu samambo chasimbiswa, uye paakanga asimba, iye neIsraeri yose pamwe chete vakasiya murayiro waJehovha.

Verenga chitsauko zvakakwana 2 Makoronike 12

Maonero 2 Makoronike 12:1 akapoteredza