2 Makoronike 11:4 BDMCS

4 ‘Zvanzi naJehovha: Musaenda kunorwisana nehama dzenyu; endai kumba, mumwe nomumwe wenyu, nokuti uku kuita kwangu.’ ” Saka vakateerera mashoko aJehovha vakadzoka kubva mukuda kundorwisana naJerobhoamu.

Verenga chitsauko zvakakwana 2 Makoronike 11

Maonero 2 Makoronike 11:4 akapoteredza