2 Makoronike 14:7 BDMCS

7 Akati kuJudha, “Ngativakei maguta aya, uye tiise masvingo okuapoteredza, ane shongwe, masuo namazariro. Nyika ichiri yedu, nokuti takatsvaga Jehovha Mwari wedu; takamutsvaga uye akatipa zororo kumativi ose.” Saka vakavaka uye vakabudirira.

Verenga chitsauko zvakakwana 2 Makoronike 14

Maonero 2 Makoronike 14:7 akapoteredza