2 Makoronike 14:8 BDMCS

8 Asa aiva nehondo yaisvika zviuru mazana matatu kubva kuJudha, vakanga vakapakata nhoo huru namapfumo, uye vamwe zviuru mazana maviri namakumi masere kubva kuBhenjamini, vakanga vakapakata nhoo diki neuta. Ava vose vaiva varwi vakashinga.

Verenga chitsauko zvakakwana 2 Makoronike 14

Maonero 2 Makoronike 14:8 akapoteredza