2 Makoronike 20:14 BDMCS

14 Ipapo mweya waMwari wakauya pana Jahazieri mwanakomana waZekaria, mwanakomana waBhenaya, mwanakomana waJeyeri, mwanakomana waMatania muRevhi uye chizvarwa chorudzi rwaAsafi, paakanga akamira muungano.

Verenga chitsauko zvakakwana 2 Makoronike 20

Maonero 2 Makoronike 20:14 akapoteredza