2 Makoronike 20:15 BDMCS

15 Akati, “Teererai, Mambo Jehoshafati navose vanogara muJudha neJerusarema! Zvanzi naJehovha kwamuri, ‘Musatya kana kuora mwoyo nokuda kwehondo iyi huru, nokuti kurwa uku hakusi kwenyu, asi ndokwaMwari.

Verenga chitsauko zvakakwana 2 Makoronike 20

Maonero 2 Makoronike 20:15 akapoteredza