2 Makoronike 21:19 BDMCS

19 Nokufamba kwenguva mukupera kwegore rechipiri maura ake akabuda kunze nokuda kwechirwere ichi, uye akafa achirwadziwa zvikuru. Vanhu vose havana kuvesa moto wokumuremekedza sezvavakanga vaitira baba vake.

Verenga chitsauko zvakakwana 2 Makoronike 21

Maonero 2 Makoronike 21:19 akapoteredza