2 Makoronike 21:20 BDMCS

20 Jehoramu aiva namakore makumi matatu namaviri paakava mambo uye akatonga muJerusarema kwamakore masere. Paakafa hapana akarwadziwa nokufa kwake, akavigwa muguta raDhavhidhi asi kwete kumakuva amadzimambo.

Verenga chitsauko zvakakwana 2 Makoronike 21

Maonero 2 Makoronike 21:20 akapoteredza