2 Makoronike 24:5 BDMCS

5 Akaunganidza vaprista navaRevhi akati kwavari, “Endai kumaguta eJudha mundotora mari inofanira kupiwa gore negore kubva kuIsraeri, yokugadziridza nayo temberi yaMwari wenyu. Zviitei iye zvino.” Asi vaRevhi havana kubva vazviita ipapo.

Verenga chitsauko zvakakwana 2 Makoronike 24

Maonero 2 Makoronike 24:5 akapoteredza