2 Makoronike 24:6 BDMCS

6 Naizvozvo mambo akadaidza Jehoyadha muprista mukuru akati kwaari, “Sei usina kutuma vaRevhi kuti vauyise kubva kuJudha neJerusarema mutero wakarayirwa naMozisi muranda waJehovha neungano yeIsraeri weTende reChipupuriro?”

Verenga chitsauko zvakakwana 2 Makoronike 24

Maonero 2 Makoronike 24:6 akapoteredza