2 Makoronike 25:4 BDMCS

4 Kunyange zvakadaro haana kuuraya vanakomana vavo asi akaita sezvazvakanga zvakanyorwa muMurayiro, muBhuku raMozisi, umo Jehovha akarayira achiti, “Madzibaba havafaniri kuurayiwa nokuda kwavana vavo, uye kuti vana havafaniri kuurayiwa nokuda kwamadzibaba avo.”

Verenga chitsauko zvakakwana 2 Makoronike 25

Maonero 2 Makoronike 25:4 akapoteredza