2 Makoronike 25:5 BDMCS

5 Amazia akaunganidza vanhu veJudha akavaronga zvichienderana nemhuri dzavo pasi pavatungamiri vezviuru akaverengawo vaiva namakore makumi maviri naanopfuura akaona kuti vaisvika zviuru mazana matatu vakanga vakagadzirira kuenda kuhondo, vaigona kubata mapfumo nenhoo.

Verenga chitsauko zvakakwana 2 Makoronike 25

Maonero 2 Makoronike 25:5 akapoteredza