2 Makoronike 26:15 BDMCS

15 MuJerusarema akagadzira michina yakagadzirwa navarume vane umhizha kuti ishandiswe pamusoro peshongwe napamakona kuti igopotsera miseve nokupotsera matombo makuru. Mbiri yake yakapararira kunzvimbo dziri kure, nokuti akabatsirwa zvikuru kusvikira ava nesimba.

Verenga chitsauko zvakakwana 2 Makoronike 26

Maonero 2 Makoronike 26:15 akapoteredza