2 Makoronike 26:16 BDMCS

16 Asi Uzia paakava nesimba, kuzvikudza kwake kwakamutungamirira mukuwa kwake. Haana kutendeka kuna Jehovha Mwari wake, uye akapinda mutemberi yaJehovha kundopisira zvinonhuwira paaritari yezvinonhuwira.

Verenga chitsauko zvakakwana 2 Makoronike 26

Maonero 2 Makoronike 26:16 akapoteredza