2 Makoronike 26:20 BDMCS

20 Azaria mukuru wavaprista, navaprista vose pavakatarisa kwaari, vakaona kuti akanga ava namaperembudzi pahuma yake, saka vakakurumidza kumuburitsamo. Zvirokwazvo iyewo pachake akanga ava kuda kubuda nokuti Jehovha akanga amurova nechirwere.

Verenga chitsauko zvakakwana 2 Makoronike 26

Maonero 2 Makoronike 26:20 akapoteredza