2 Makoronike 26:21 BDMCS

21 Mambo Uzia akava namaperembudzi kusvikira musi waakafa. Aigara asingabvumirwi kupinda mutemberi yaJehovha. Jotamu mwanakomana wake ndiye aitonga mumuzinda uye nokutonga vanhu venyika.

Verenga chitsauko zvakakwana 2 Makoronike 26

Maonero 2 Makoronike 26:21 akapoteredza