2 Makoronike 27:1 BDMCS

1 Jotamu aiva namakore makumi maviri namashanu paakava mambo, uye akatonga muJerusarema kwamakore gumi namatanhatu. Amai vake vainzi Jerusha mwanasikana waZadhoki.

Verenga chitsauko zvakakwana 2 Makoronike 27

Maonero 2 Makoronike 27:1 akapoteredza