2 Makoronike 28:12 BDMCS

12 Ipapo vamwe vatungamiri vemuEfuremu vaiti Azaria mwanakomana waJehohanani, Bherekia mwanakomana waMeshiremoti, Jehizikia mwanakomana waSharumi naAmasa mwanakomana waHadhirai, vakandotongesa avo vakanga vachisvika vachibva kuhondo.

Verenga chitsauko zvakakwana 2 Makoronike 28

Maonero 2 Makoronike 28:12 akapoteredza