2 Makoronike 28:13 BDMCS

13 Vakati, “Hamufaniri kuuyisa vasungwa ivavo kuno kuti tirege kuva nemhosva pamberi paJehovha. Munoda kuwedzera here pamusoro pechivi chedu nemhosva yedu? Nokuti mhosva yedu yatokura kare, uye kutsamwa kwake kunotyisa kwava pamusoro peIsraeri.”

Verenga chitsauko zvakakwana 2 Makoronike 28

Maonero 2 Makoronike 28:13 akapoteredza