2 Makoronike 28:23 BDMCS

23 Akapa zvibayiro kuna vamwari veDhamasiko vakanga vamukunda; nokuti akafunga akati, “Sezvo vamwari vemadzimambo eAramu vakavabatsira ini ndichapa zvibayiro kwavari kuti vangondibatsira.” Asi ndivo vakava kuwa kwake nokweIsraeri yose.

Verenga chitsauko zvakakwana 2 Makoronike 28

Maonero 2 Makoronike 28:23 akapoteredza