24 Ahazi akaunganidza midziyo yose yomutemberi akaitakura akaenda nayo. Akapfiga masuo etemberi yaJehovha akagadzira aritari pamakona ose emigwagwa yeJerusarema.
Verenga chitsauko zvakakwana 2 Makoronike 28
Maonero 2 Makoronike 28:24 akapoteredza