2 Makoronike 28:27 BDMCS

27 Ahazi akazorora namadzibaba ake akavigwa muguta reJerusarema, asi haana kuradzikwa mumakuva amadzimambo eIsraeri. Uye Hezekia mwanakomana wake akamutevera paumambo.

Verenga chitsauko zvakakwana 2 Makoronike 28

Maonero 2 Makoronike 28:27 akapoteredza