2 Makoronike 29:1 BDMCS

1 Hezekia aiva namakore makumi maviri namashanu paakava mambo, akatonga muJerusarema kwamakore makumi maviri namapfumbamwe. Zita ramai vake rainzi Abhija mwanasikana waZekaria.

Verenga chitsauko zvakakwana 2 Makoronike 29

Maonero 2 Makoronike 29:1 akapoteredza