11 Vanakomana vangu, musava vanhu vasina hanya zvino, nokuti Jehovha akakusarudzai kuti mumire pamberi pake, uye mumushandire, kuti mushumire pamberi pake uye mupise zvinonhuwira.”
Verenga chitsauko zvakakwana 2 Makoronike 29
Maonero 2 Makoronike 29:11 akapoteredza