2 Makoronike 29:12 BDMCS

12 Ipapo vaRevhi ava vakasimuka vakashanda: kubva kuvaKohati, Mahati mwanakomana waAmasai naJoere mwanakomana waAzaria; kubva kuvaMerari, Kishi mwanakomana waAbhidhi naAzania mwanakomana waJeharereri; kubva kuvaGerishoni, Joa mwanakomana waZima naEdheni mwanakomana waJoa;

Verenga chitsauko zvakakwana 2 Makoronike 29

Maonero 2 Makoronike 29:12 akapoteredza