27 Hezekia akarayira kuti chipiriso chinopiswa chipiswe paaritari. Chipiriso pachakatanga, kuimbira Jehovha kwakatangawo, kuchiteverwa nehwamanda nezviridzwa zvaDhavhidhi mambo weIsraeri.
Verenga chitsauko zvakakwana 2 Makoronike 29
Maonero 2 Makoronike 29:27 akapoteredza