2 Makoronike 29:28 BDMCS

28 Ungano yose yakakotama ichinamata, vaimbi pavaiimba uye varidzi vehwamanda vachiridza. Zvose izvi zvakaenderera mberi kusvikira chibayiro chechipiriso chinopiswa chapera.

Verenga chitsauko zvakakwana 2 Makoronike 29

Maonero 2 Makoronike 29:28 akapoteredza