2 Makoronike 29:31 BDMCS

31 Ipapo Hezekia akati, “Imi iye zvino mazvikumikidza kuna Jehovha. Uyai nezvipiriso zvokuvonga kutemberi yaJehovha.” Saka ungano yose yakauyisa zvipisiro nezvipo zvokuvonga, uye vose vaiva nemwoyo inoda vakauyisa zvipiriso zvinopiswa.

Verenga chitsauko zvakakwana 2 Makoronike 29

Maonero 2 Makoronike 29:31 akapoteredza