2 Makoronike 29:32 BDMCS

32 Zvipiriso zvinopiswa zvakauyiswa neungano zvaiti hando makumi manomwe, namamakondohwe zana, namakwayana makono mazana maviri, zvose izvi zvaiva zvokupisira kuna Jehovha.

Verenga chitsauko zvakakwana 2 Makoronike 29

Maonero 2 Makoronike 29:32 akapoteredza