2 Makoronike 29:35 BDMCS

35 Paiva nezvipiriso zvinopiswa zvakawanda kwazvo, pamwe chete namafuta ezvipiriso zvokuyanana, nezvipiriso zvokunwa zvaipiwa pamwe chete nezvipiriso zvinopiswa. Saka temberi yaJehovha yakatanga kushanda zvakare.

Verenga chitsauko zvakakwana 2 Makoronike 29

Maonero 2 Makoronike 29:35 akapoteredza