36 Hezekia navanhu vose vakapemberera zvakanga zvauyiswa naMwari kuvanhu vake nokuti zvakanga zvaitwa nokukurumbidza.
Verenga chitsauko zvakakwana 2 Makoronike 29
Maonero 2 Makoronike 29:36 akapoteredza