2 Makoronike 30:24 BDMCS

24 Hezekia mambo weJudha akapa hando chiuru namakwai nembudzi zviuru zvinomwe kuungano uye machinda ake akapa hando chiuru namakwai nembudzi zviuru gumi. Vaprista vazhinji vakazvinatsa.

Verenga chitsauko zvakakwana 2 Makoronike 30

Maonero 2 Makoronike 30:24 akapoteredza