2 Makoronike 30:25 BDMCS

25 Ungano yose yeJudha yakafara kwazvo, pamwe chete navaprista navaRevhi uye vose vakanga vaungana kubva kuIsraeri pamwe chete navatorwa vakanga vabva kuIsraeri naavo vaigara muJudha.

Verenga chitsauko zvakakwana 2 Makoronike 30

Maonero 2 Makoronike 30:25 akapoteredza